Socialize

FacebookTwitterRSSMySpacePicasaFlickrLastFMLinkedInYoutubeVimeoDeliciousStumble UponDeviantartDiggFourSquare

Subscribe by Email

Marshall Munhumumwe & Four Brothers – Mbereko Yakaramba Free Listerning

This week’s featured free music listerning is Marshall Munhumumwe & Four Brothers ‘s Mbereko Yakaramba


Buy the full album at Sterns Music

Lyrics
Mbereko Yakaramba

Kuroorwa kwangu kwakafadza vabereki vangu
Kuroorwa kwangu kwakafadza hama neshamwari
Pamuchato wangu vane utsinye vakabvisa zvipo
Nyangwe nevaroyi vakapembera nekupururudza
Nhamo yakazouya ndave mumba mangu ini
Mbereko mbereko mbereko yakaramba

Ndakaenda kumadhokotera kunotariswa
Dhokotera akati hapana chakaipa kwauri
Asi
Mbereko mbereko mbereko yakaramba

Ndakaenda kwaGoromonzi kunotsvaka
Haiwa apa ndipo pandakasurrender
Kana nepekutangira ndakapashaya
Ndakabva ndaziva kuti imba yangu yaparara ini
Muupenyu hwangu handifi ndakabata mwana mumaoko

Dzoka dzoka mudiwa dzoka
Dzoka iwe tigare
dzoka dzoka mudiwa dzoka
Rudo chete ndirwo rukuru

repeat…

Share This Post

Posted by on May 2, 2009. Filed under Music. You can follow any responses to this entry through the RSS 2.0. Both comments and pings are currently closed.