Musikana webasa
Jul 17th, 2008 | By Staff | Category: Humour, Shona NewsVamwe mai vaidya marasha vakatanga kupaumba nekuudza musikana webasa meno amire.
Mhosva dzaakapomerwa dzaive zhinji, mwana wevanhu akaona chitsvuku musi iwoyo.
“Iwe tariro!!” vakasheedza musikana we basa mai vaye.
“Mhaa!” akapindura musikana achimhanya kuzopfugama padyo na madam.
Madam vakatanga tunhu twavo,
“Iwe ndiudze, chii chiri kuitika pano, ndikatenga grocery harigari rinoperera mudenga, nyama, Mazoe,chingwa, mukaka, sipo zvirikuenda kupi he?! Tauraka [...]